Ekisodho 17:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Joshua akarwa navaAmareki sokurayirwa kwaakaitwa naMozisi, uye Mozisi, Aroni naHuri vakakwira pamusoro pechikomo.

Ekisodho 17

Ekisodho 17:2-14