Ekisodho 16:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akatiwo, “Muchaziva kuti akanga ari Jehovha paachakupai nyama kuti mudye madekwana uye zvokudya zvose zvamunoda mangwanani nokuti akanzwa kugunun'una kwenyu pamusoro pake. Tisu vanaaniko? Hamusi kupopotera isu, asi Jehovha.”

Ekisodho 16

Ekisodho 16:1-9