Ekisodho 16:34-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

34. Sokurayira kwaJehovha kuna Mozisi, Aroni akaisa mana pamberi peChipupuriro, kuti ichengetwepo.

35. VaIsraeri vakadya mana kwamakore makumi mana, kusvikira vasvika kunyika yaiva navanhu; vakadya mana kusvikira vasvika pamuganhu weKenani.

36. (Omeri ndiro chegumi cheefa.)

Ekisodho 16