Ekisodho 16:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rangarirai kuti Jehovha akakupai Sabata; ndokusaka pazuva rechitanhantu achikupai chingwa chamazuva maviri. Munhu mumwe nomumwe anofanira kuramba agere paari ipapo pazuva rechinomwe; hakuna anobuda kunze.”

Ekisodho 16

Ekisodho 16:19-36