Ekisodho 16:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro hazvo, vamwe vavo havana kuteerera kuna Mozisi, vakachengeta zvimwe zvacho kusvikira mangwanani, asi zvakanga zvazara nehonye uye zvatanga kunhuwa. Saka Mozisi akavatsamwira.

Ekisodho 16

Ekisodho 16:12-27