Ekisodho 16:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vakati vazviona, vakati kuno mumwe nomumwe wavo, “Chiiko ichi?” Nokuti vakanga vasingazivi kuti chaiva chii. Mozisi akati kwavari, “Ndicho chingwa chamapiwa naJehovha kuti mudye.

Ekisodho 16

Ekisodho 16:8-17