Ekisodho 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndanzwa kupopota kwavaIsraeri. Vaudze kuti, ‘Panguva yorubvunzavaeni muchadya nyama, uye mangwanani muchaguta nechingwa. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.’ ”

Ekisodho 16

Ekisodho 16:2-22