Ekisodho 15:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vasvika paMara, havana kugona kunwa mvura yacho nokuti yaivava. (Ndokusaka nzvimbo yacho ichinzi Mara.)

Ekisodho 15

Ekisodho 15:17-27