Ekisodho 14:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIjipiti akati audzwa kuti vanhu vatiza, Faro namachinda ake vakapindura pfungwa dzavo pamusoro pavo uye vakati, “Ko, taitei? Tarega vaIsraeri vachienda uye havachatishandiri!”

Ekisodho 14

Ekisodho 14:1-10