Ekisodho 14:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mvura yakadzokera pakare uye ikafukidza ngoro navatasvi vamabhiza, hondo yose yaFaro yakanga yatevera vaIsraeri ikanyura mugungwa. Hapana kana mumwe wavo akararama.

Ekisodho 14

Ekisodho 14:19-31