Ekisodho 14:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita kuti mavhiri engoro dzavo abve zvokuti zvakanga zvaoma kudzifambisa. Uye vaIjipita vakati, “Ngatitizei kubva kuvaIsraeri. Jehovha ari kuvarwira achirwa navaIjipita.”

Ekisodho 14

Ekisodho 14:16-29