Ekisodho 14:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati kuna Mozisi, “Zvinoreva kuti muIjipiti makanga musina makuva here zvawatiuyisa kurenje kuti tife? Chiiko chawaita kwatiri zvawatibudisa muIjipiti?

Ekisodho 14

Ekisodho 14:8-18