Ekisodho 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iroro uudze mwanakomana wako kuti, ‘Ndinoita izvi nokuda kwezvandakaitirwa naJehovha pandakabuda muIjipiti.’

Ekisodho 13

Ekisodho 13:3-9