Ekisodho 13:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akatora mapfupa aJosefa nokuti Josefa akanga aita kuti vanakomana vaIsraeri vapike mhiko. Akanga ati, “Zvirokwazvo Mwari achakubatsirai, uye ipapo munofanira kutakura mapfupa angu kubva panzvimbo ino.”

Ekisodho 13

Ekisodho 13:17-21