Ekisodho 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mumazuva anouya, paunenge uchibvunzwa nomwanakomana wako kuti, ‘Zvinoreveiko izvi?’ uti kwaari, ‘Noruoko rune simba Jehovha akatibudisa muIjipiti, munyika youtapwa.

Ekisodho 13

Ekisodho 13:12-21