Ekisodho 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vanofanira kutora rimwe ropa vagoriisa pamagwatidziro maviri egonhi napazvivivo zvedzimba dzavanodyira makwayana vari.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:1-15