Ekisodho 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvipfuwo zvamunosarudza zvinofanira kuva mikono yegore rimwe chete isina chainopomerwa, uye munogona kuzvitora kubva kumakwai kana kumbudzi.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:2-11