Ekisodho 12:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mutorwa wose agere pakati penyu anoda kupemberera Pasika yaJehovha anofanira kudzingisa varume vose vari mumba make; ipapo achadya hake somunhu akaberekerwa munyika imomo. Murume asina kudzingiswa haafaniri kuidya.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:43-51