Ekisodho 12:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupera kwamakore mazana mana namakumi matatu, kusvikira pazuva racho iroro, ungano yose yavanhu vaJehovha yakabva muIjipiti.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:39-44