Ekisodho 12:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakabika makeke ezvingwa zvisina kuviriswa nomukanyiwa wavakabva nawo kuIjipiti. Mukanyiwa uyu wakanga usina mbiriso nokuti vakanga vadzingwa kubva muIjipiti uye havana kuwana nguva yokuti vazvigadzirire zvokudya.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:37-44