Ekisodho 12:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vanhu vakatora mukanyiwa wavo usati waiswa mbiriso, vakatakura pamapfudzi avo mumidziyo yokukanyira vakazviputira mumicheka.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:29-43