Ekisodho 12:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rokutanga muite ungano tsvene, uye mugoitazve imwe ungano pazuva rechinomwe. Musatomboshanda pamazuva iwayo, kunze bedzi kwokugadzira zvokudya zvokuti munhu wose adye, ndizvo chete zvamungaita.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:6-21