Ekisodho 12:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ropa richava chiratidzo kwamuri mudzimba dzamunogara; uye ndikaona ropa, ndichapfuura pauri. Hapana hosha inoparadza ichakubatai pandicharova Ijipiti.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:11-23