Ekisodho 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akaita kuti vanhu vawanirwe nyasha navaIjipita, uye Mozisi pachake akanga achikudzwa zvikuru muIjipiti namachinda aFaro uye navanhu.

Ekisodho 11

Ekisodho 11:1-10