Ekisodho 11:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi naAroni vakaita zvishamiso zvose izvi pamberi paFaro, asi Jehovha akaomesa mwoyo waFaro uye haana kuda kutendera vaIsraeri kuti vabude munyika yake.

Ekisodho 11

Ekisodho 11:1-10