Ekisodho 11:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jehovha akanga ati kuna Mozisi, “Ndichauyisa rimwezve dambudziko pamusoro paFaro napamusoro peIjipiti. Shure kwaizvozvo, achakutenderai kubva pano, uye paanozviita, achakudzingirai kunze zvachose.

Ekisodho 11

Ekisodho 11:1-10