Ekisodho 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Machinda aFaro akati kwaari, “Munhu uyu acharamba ari musungo kwatiri kusvikira riniko? Regai vanhu vaende, kuti vagonamata Jehovha Mwari wavo. Ko, hamusi kuzviona here nazvino kuti Ijipiti yaparara?”

Ekisodho 10

Ekisodho 10:1-16