Ekisodho 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzichafukidza nyika yose zvokuti pasi hapangaonekwi. Dzichadya zvishoma zvawakanga wasiya shure kwechimvuramabwe, pamwe chete nemiti yose iri kumera muminda yako.

Ekisodho 10

Ekisodho 10:1-10