Ekisodho 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Mozisi naAroni vakaenda kuna Faro vakandoti kwaari, “Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru, ‘Uchasvika riniko uchiramba kuzvininipisa pamberi pangu? Rega vanhu vangu vaende kuti vanondinamata.

Ekisodho 10

Ekisodho 10:1-8