Ekisodho 10:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvipfuwo zvedu zvinofanira kuendawo nesu; hapana hwanda rinofanira kusara. Tinofanira kuzvishandisa zvimwe zvacho mukunamata Jehovha Mwari wedu, uye kusvikira tasvikako hatingazivi zvatingashandisa kuti tinamate Jehovha.”

Ekisodho 10

Ekisodho 10:22-28