Ekisodho 10:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana aigona kuona mumwe munhu papi zvapo kana kubva panzvimbo yake kwamazuva matatu. Asi vaIsraeri vainge vane chiedza munzvimbo dzavaigara.

Ekisodho 10

Ekisodho 10:18-29