Ekisodho 10:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzakafukidza pasi pose kusvikira pasviba kuti svi-i. Dzakadya zvose zvakanga zvasara shure kwechimvuramabwe, zvinhu zvose zvaimera muminda uye michero yaiva pamiti. Hakuna chakasvibirira chakasara mumiti kana zvirimwa zvomunyika yose yeIjipiti.

Ekisodho 10

Ekisodho 10:10-20