Ekisodho 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Jehovha akati kuna Mozisi, “Tambanudza ruoko rwako pamusoro peIjipiti kuitira kuti mhashu dzigoita bute pamusoro dzigodya zvose zvinomera muminda, zvose zvakasiyiwa nechimvuramabwe.”

Ekisodho 10

Ekisodho 10:6-20