Dhuteronomi 9:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti nyika yamakatibudisa kubva mairi ingazoti, ‘Jehovha akavabudisa akavaurayira murenje, nokuti akanga asingagoni kuvapinza munyika yaakanga avapikira, uye nokuti akanga achivavenga.’

Dhuteronomi 9

Dhuteronomi 9:21-29