Dhuteronomi 9:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakawira pasi nechiso changu pamberi paJehovha kwamazuva iwayo ane makumi mana nousiku huna makumi mana nokuda kwokuti Jehovha akanga ati aizokuparadzai.

Dhuteronomi 9

Dhuteronomi 9:21-28