Dhuteronomi 9:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino nenguva iyo makatumwa naJehovha kubva paKadheshi Bharinea, iye akati, “Endai mundotora nyika iyo yandakakupai.” Asi imi makamukira murayiro waJehovha Mwari wenyu. Hamuna kuvimba naye kana kumuteerera.

Dhuteronomi 9

Dhuteronomi 9:13-26