Dhuteronomi 9:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo zvakare ndakawira pasi nechiso changu pamberi paJehovha kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana; handina kudya zvokudya kana kunwa mvura, nokuda kwechivi chose chamakanga maita, muchiita zvakanga zvakaipa pamberi paJehovha nokudaro mukamutsa hasha dzake.

Dhuteronomi 9

Dhuteronomi 9:14-20