Dhuteronomi 9:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandakatarira, ndakaona kuti makanga matadzira Jehovha Mwari wenyu; makanga mazviitira chifananidzo chakaumbwa mumufananidzo wemhuru. Makanga matsauka nokukurumidza kubva panzira yamakanga marayirwa naJehovha.

Dhuteronomi 9

Dhuteronomi 9:7-17