Dhuteronomi 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inzwa, iwe Israeri. Wava kuda kuyambuka Jorodhani zvino kuti upinde ugotorera ndudzi dzakakura uye dzakasimba kukupfuura, dzina maguta makuru ane masvingo akareba kwazvo.

Dhuteronomi 9

Dhuteronomi 9:1-7