Dhuteronomi 8:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchenjerere kutevera murayiro mumwe nomumwe, wandinokupai nhasi, kuitira kuti mugorarama mugowanda uye mugopinda nokutora nyika iyo Jehovha akavimbisa madzitateguru enyu nemhiko.

Dhuteronomi 8

Dhuteronomi 8:1-4