Dhuteronomi 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu. Jehovha Mwari wenyu akakutsaurai kubva kundudzi dzose dziri panyika kuti muve vanhu vake, pfuma yake inokosha.

Dhuteronomi 7

Dhuteronomi 7:1-8