Dhuteronomi 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti vachatsausa vanakomana venyu kubva pakunditevera kuti vashumire vamwe vamwari, uye kutsamwa kwaJehovha kuchapisa pamusoro penyu uye achakuparadzai nokukurumidza.

Dhuteronomi 7

Dhuteronomi 7:3-5