Dhuteronomi 7:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha Mwari wenyu achadzinga ndudzi idzi kubva pamberi penyu, zvishoma nezvishoma. Hamungatenderwi kuvaparadza vose kamwe chete, kuti zvikara zvesango zvirege kuwanda munzvimbo dzakakupoteredzai.

Dhuteronomi 7

Dhuteronomi 7:15-26