Dhuteronomi 6:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uzvisimbisise kuvana vako. Taura pamusoro payo kana ugere mumba mako uye kana uchifamba munzira, kana uchivata pasi uye kana uchimuka.

Dhuteronomi 6

Dhuteronomi 6:3-14