Dhuteronomi 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usazvipfugamira kana kuzvinamata; nokuti ini, Jehovha Mwari wako, ndiri Mwari ane godo, ndinoranga vana nokuda kwechivi chamadzibaba kusvikira kurudzi rwechitatu norwechina rwaavo vanondivenga,

Dhuteronomi 5

Dhuteronomi 5:1-17