Dhuteronomi 5:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa, dai mwoyo yavo yainditya nokuchengeta zvose zvandakarayira nguva dzose, kuti zvivaitire zvakanaka ivo navana vavo nokusingaperi!

Dhuteronomi 5

Dhuteronomi 5:27-33