Dhuteronomi 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muichengete zvakanaka, nokuti izvi zvicharatidza uchenjeri nokunzwisisa kwenyu kundudzi dzichanzwa pamusoro pemitemo iyi yose uye vachati, “Zvirokwazvo rudzi urwu rukuru, vanhu vakachenjera uye vanonzwisisa.”

Dhuteronomi 4

Dhuteronomi 4:1-12