Dhuteronomi 4:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uko ani naani anenge auraya munhu aitizira kana achinge auraya muvakidzani wake asingaiti nobwoni uye asingazvifungiri. Aigona kutizira mune rimwe ramaguta aya kuti ararame.

Dhuteronomi 4

Dhuteronomi 4:37-49