Dhuteronomi 4:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari ane ngoni, haangakusiyei kana kukuparadzai, kana kukanganwa sungano yamadzibaba enyu, yaakasimbisa kwavari nemhiko.

Dhuteronomi 4

Dhuteronomi 4:24-33