Dhuteronomi 34:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Joshua mwanakomana waNuni akanga azere nomweya wouchenjeri nokuti Mozisi akanga aisa maoko ake pamusoro pake. Saka naizvozvo vaIsraeri vakamuteerera uye vakaita zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

Dhuteronomi 34

Dhuteronomi 34:3-12